Vanhu vane HIV vane hutachiwana hunoongororwa pavanotanga kurapwa nemachiremba anovapinza muchirongwa, ndivozve vanovatungamirira kuti vanenge vachizotariswazve munguva yakadii.
Panongotanga kusaoneka hutachiona kwemwedzi mitanhatu, zvinorudzirwa kuti mushure memwedzi mitanhatu yoga yoga munhu ange achitarisa huwandu hwehutachiona muropa.
Tarirai HIV.gov kuti muzive zvizhinji. (Link iyi inokuendesai kuchinyorwa chizere chechirungu)